[00:16.55] Anoti anokuda asi attitude yaanokuratidza [00:18.26] Ndeye kuti I don't care [00:20.81] Usamumanikidze pazvinhu zvake [00:23.08] Ita yako iye oita yake (oh no) [00:25.57] Ungatambe nezvimwe asi kwete nema feelings emumwe usa joke [00:29.09] Usamumanikidze pazvinhu zvake ita yako iye aite yake [00:33.01] Ano ku ignore uchitaura (musiye) [00:37.70] Nyangwe anoku blueticker (musiye) [00:39.13] Anoti anokuda achinyepa (musiye) [00:40.79] Kumanikidza ah ah (musiye) [00:42.46] Anoti ukafona ano kata (musiye) [00:45.02] Zuva rese asina kukutsvaga (musiye) [00:47.13] Wako anokuda haadaro (zvizive) [00:49.45] Kumanikidza ah ah [00:51.30] Relationship ndeye vanhu two kwete one [00:53.31] Woita izvi ndoita izvi ngatichinjane [00:55.64] Iwe nekoko ini nekoko titambidzane [00:57.90] Ndozheti pazvinhu zvacho tisarwisane [01:00.34] Kuita sendino danana ndega hazvishande [01:02.52] Ndipo patinoti pachi gallis hatiitwe [01:04.97] Izvozvo ngaite nyama nemweya zvibalance [01:07.21] Wakati unomuda saka mude [01:08.83] Warrior tell dem [01:10.42] Anoku ignore uchitaura (musiye) [01:12.23] Nyangwe anoku blueticker (musiye) [01:14.41] Anoti anokuda achinyepa (musiye) [01:16.44] Kumanikidza ah ah (musiye) [01:18.58] Anoti ukafona anokata (musiye) [01:20.80] Zuva rese asina kukutsvaga (musiye) [01:23.08] Wako anokuda haadaro (zvizive) [01:25.28] Kumanikidza ah ah [01:27.45] Relationship ngai balance [01:29.54] Kana kuri kudanana ngati danane [01:31.29] Kana pasisina rudo ngatirambane [01:33.84] I two way street kwete one way [01:36.01] Pakati pecheater achakujamuka saPeter [01:38.49] Unomu treata zvese zvese ndiwe unoita [01:40.65] Ey lif-guard [01:42.12] What ever relation that [01:43.12] Paanoyptaura newe anochema pizza [01:44.94] Now its too late kunge Bieber [01:47.28] Ndaifunga unondida manyepo uchibika [01:49.64] Connection yawakandipa handichaida [01:51.88] Kunge sextape rudo rwedu rwaleaker [01:53.94] Anoku ignore uchitaura (musiye) [01:56.54] Nyangwe anoku blueticker (musiye) [01:58.89] Anoti anokuda achinyepa (musiye) [02:01.19] Kumanikidza ah ah (musiye) [02:15.05] Anoti anokuda asi atittude yaanokuratidza ndeyekuti IDC [02:18.04] Usamumanikidze pazvinhu zvake [02:20.11] Ita yako iye oita yake (oh no) [02:23.13] Ungatambe nezvimwe asi kwete nema feelings emumwe usa joke [02:25.36] Usamumanikidze pazvinhu zvake ita yako iye aite yake [02:28.75] Ano ku ignore uchitaura (musiye) [02:33.05] Nyangwe anoku blueticker (musiye) [02:35.10] Anoti anokuda achinyepa (musiye) [02:37.47] Kumanikidza ah ah (musiye) [02:39.60] Anoti ukafona ano kata (musiye) [02:42.00] Zuva rese asina kukutsvaga (musiye) [02:44.16] Wako anokuda haadaro (zvizive) [02:46.48] Kumanikidza ah [02:49.97] (Anoku ignore uchitaura) musiye [02:52.52] (Anoti anokuda achinyepa) musiye [02:57.42] (Anoti ukafona anokata) musiye [03:01.87] (Wako anokuda haadaro) zvizive [03:06.46]