Hot Property Music Killer T, Chairman (mukuru, mukuru) Aya naya for (mukuru, mukuru) Nyatso-checker Samatenga ndivo vanoita ndirarame Asi handingaite wekungorwadziswa Asi ndoda kubvunza, "Ndakakutadzireiko?" Moyo yenyu haifare Ndati vane pamuromo Makajaira kunyengerwa nesu (vane pamuromo) Makajaira kunyengererwa nesu Manje hameno ikoko (hameno) (Hameno ikoko, hameno) Tinoda tionesane shoko Hapana pandaitadza ndichiziva Hupenyu uhwu irwendo bodo Ndozviita zvangu tsaga ndichiziva Zvinhu zvese zvakamira mambo Saka takutungamira tinosiyiwa Ende hativanyengereri mambo Togona kutamba tega tozviziva Ndati vane pamuromo Makajaira kunyengererwa nesu (vane pamuromo) Makajaira kunyengererwa nesu Manje hameno ikoko (hameno) Hameno ikoko, hameno Munenge munombofunga kutondidzimira zuva Manje hamusirimi mune nguva Chibata moyo nyaya yese toiziva Zvinenge zvinokubatai mumoyo Munenge mune ruvengo mafia handikuonei, handikuone zvakanaka Kana pandinomuka Jehovha ndikutendei Kuti ndamuka zvakanaka Ndati vane pamuromo Makajaira kunyengererwa nesu (vane pamuromo) Makajaira kunyengererwa nesu Manje hameno ikoko (hameno) Hameno ikoko, hameno Samatenga ndivo vanoita ndirarame Asi handingaite wekungorwadziswa Asi ndoda kubvunza, "Ndakakutadzireiko?" Moyo yenyu haifare Tinoda tionesane shoko Hapana pandaitadza ndichiziva Hupenyu uhwu irwendo bodo Ndozviita zvangu tsaga ndichiziva Ndati vane pamuromo Makajaira kunyengererwa nesu (vane pamuromo) Makajaira kunyengererwa nesu Manje hameno ikoko (hameno) Hameno ikoko, hameno Ndati vane pamuromo Makajaira kunyengererwa nesu (vane pamuromo) Makajaira kunyengererwa nesu Manje hameno ikoko (hameno) Hameno ikoko, hameno Ayani T Production