[00:00.37] Hot Property Music [00:01.77] Killer T, Chairman (mukuru, mukuru) [00:05.58] Aya naya for (mukuru, mukuru) [00:08.13] Nyatso-checker [00:09.04] Samatenga ndivo vanoita ndirarame [00:11.48] Asi handingaite wekungorwadziswa [00:13.66] Asi ndoda kubvunza, "Ndakakutadzireiko?" [00:16.42] Moyo yenyu haifare [00:17.37] Ndati vane pamuromo [00:19.22] Makajaira kunyengerwa nesu (vane pamuromo) [00:23.76] Makajaira kunyengererwa nesu [00:26.20] Manje hameno ikoko (hameno) [00:30.87] (Hameno ikoko, hameno) [00:35.73] Tinoda tionesane shoko [00:38.06] Hapana pandaitadza ndichiziva [00:40.46] Hupenyu uhwu irwendo bodo [00:42.31] Ndozviita zvangu tsaga ndichiziva [00:44.99] Zvinhu zvese zvakamira mambo [00:47.33] Saka takutungamira tinosiyiwa [00:49.42] Ende hativanyengereri mambo [00:51.67] Togona kutamba tega tozviziva [00:53.22] Ndati vane pamuromo [00:55.23] Makajaira kunyengererwa nesu (vane pamuromo) [00:59.74] Makajaira kunyengererwa nesu [01:01.93] Manje hameno ikoko (hameno) [01:07.09] Hameno ikoko, hameno [01:11.49] Munenge munombofunga kutondidzimira zuva [01:14.39] Manje hamusirimi mune nguva [01:16.36] Chibata moyo nyaya yese toiziva [01:18.76] Zvinenge zvinokubatai mumoyo [01:21.13] Munenge mune ruvengo mafia handikuonei, handikuone zvakanaka [01:25.44] Kana pandinomuka Jehovha ndikutendei [01:28.34] Kuti ndamuka zvakanaka [01:29.22] Ndati vane pamuromo [01:31.07] Makajaira kunyengererwa nesu (vane pamuromo) [01:35.48] Makajaira kunyengererwa nesu [01:38.00] Manje hameno ikoko (hameno) [01:42.54] Hameno ikoko, hameno [01:47.40] Samatenga ndivo vanoita ndirarame [01:49.87] Asi handingaite wekungorwadziswa [01:52.46] Asi ndoda kubvunza, "Ndakakutadzireiko?" [01:55.27] Moyo yenyu haifare [01:56.87] Tinoda tionesane shoko [01:59.13] Hapana pandaitadza ndichiziva [02:01.30] Hupenyu uhwu irwendo bodo [02:03.03] Ndozviita zvangu tsaga ndichiziva [02:05.10] Ndati vane pamuromo [02:07.02] Makajaira kunyengererwa nesu (vane pamuromo) [02:11.23] Makajaira kunyengererwa nesu [02:13.74] Manje hameno ikoko (hameno) [02:18.15] Hameno ikoko, hameno [02:22.81] Ndati vane pamuromo [02:24.97] Makajaira kunyengererwa nesu (vane pamuromo) [02:29.38] Makajaira kunyengererwa nesu [02:31.36] Manje hameno ikoko (hameno) [02:36.09] Hameno ikoko, hameno [02:41.17] Ayani T Production [02:43.95]