Kure kure kure, kure kure kure (oh man) Kure kure kure, kure kure kure (oh na-na-na-na-na) Kure kure kure, kure kure kure (oh na-na-na-na-na) Kure kure kure, kure kure kure (now remix) What kind of man are you gonna to be? A man whose lost his culture and his ways A man whose given up on all he was meant to be Just to make the world around and feel important Simba mukaka, usarunga mwanangu Chewukira nzira yawafamba, uchakuwona kachana It's gonna be a long way Still I gotta make it some day Talk about change ndiwe From nothing to something I'm heading to the top yeah Kwatinoenda kure, kwatinobva kure Zvakaitika shure, zvakasara kure Kwatinoenda kure, kwatinobva kure Zvakaitika shure, zvakasara kure Kure kure kure, kure kure kure Kure kure kure, kure kure kure Kure kure kure, kure kure kure Kure kure kure, kure kure kure (Imwe mbeu) I can't remember where I'm coming from All I know I'm coming home So, I guess hapana chekutya PaBirthday handidi present chete ndoda nefuture I'm trynna look nzira yacho iri blurry Zvimwe ndichibhabhayisa bhayibhayi ndineBhayibheri Zvimwe zvandosangana nazvo imi zviri scary Tinenge titori patight bvunza Gary I work so hard, work so hard, I'm grinding sha Handingamboshainirwe ini ndiri shining star Vadzimu vangu woye imi murikupiko? Kana ndikarasika ndadzoka kunge ZUPCO Chero vakadyarana handimbojushwa Ndirimbewu isina kudyarwa, ndinenge mahuswa I keep grinding kusvika zvabhadhara Patience pays ndakazviona kuchipatara (Boys) Kwatinoenda kure, kwatinobva kure Zvakaitika shure, zvakasara kure Kwatinoenda kure, kwatinobva kure Zvakaitika shure, zvakasara kure (MaOne boys) Kure kure kure, kure kure kure (boys) Kure kure kure, kure kure kure (boys) Kure kure kure, kure kure kure (boys) Kure kure kure, kure kure kure Ndekure kwandabva kudai Nothing's gonna stop me now Never lose your heart no Stay in your lane Ndekure kwandabva kudai Nothing's gonna stop me now Never lose your heart no Stay in your lane Zvandinenge ndirimusango (yeah, yeah) Kuzviita King nditori mujungle (yeah, yeah) With all that goes but tirikurova mabango (yeah, yeah) Uri munyama chete kunge gango (boys) Kwatinoenda kure, kwatinobva kure Zvakaitika shure, zvakasara kure Kwatinoenda kure, kwatinobva kure Zvakaitika shure, zvakasara kure (MaOne boys) Kure kure kure, kure kure kure (boys) Kure kure kure, kure kure kure (boys) Kure kure kure, kure kure kure (boys) Kure kure kure, kure kure kure Kwatinoenda kure, kwatinobva kure Zvakaitika shure, zvakasara kure Kwatinoenda kure, kwatinobva kure Zvakaitika shure, zvakasara kure (Maone Boys) Kure kure kure, kure kure kure (boys) Kure kure kure, kure kure kure (boys) Kure kure kure, kure kure kure (boys) Kure kure kure, kure kure kure Kure kure kure, kure kure kure Kure kure kure, kure kure kure Kure kure kure, Kure kure kure