(Oskid Production) Killer T, Mukuru, mukuru, mukuru Kubvira patakazvarwa hatina kumbobviratacheuka shure Tarira takazokunda asi kwakabva kwaiva kure Varoyi vakambouya asi makango vati siya mwana akure Ndakanga ndichingomhanya nechipo chamakandipa, handicheuke shure Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) Neupenyu hwamotipa (ahh hoo ahh hoo) Tarirai muone kwamatisvitsa (ahh hoo ahh hoo) Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) Zvinotangira pamweya wandofema Mozondinyararidza pazvorema Kundipukuta misodzi ndichichema Baba mutoro wacho unorema Asi Jehovha wekudenga anondinyaradza Mweya yese yetsvina ndinoiparadza Varikutoda zvekufambira mumweya Kana isusu tapinda machena Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) Neupenyu hwamotipa (ahh hoo ahh hoo) Tarirai muone pamatisvitsa(ahh hoo ahh hoo) Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) Takambobvunza vanofamba neBhaibheri vakati vanoda mirairo yake Tikambobvunza vanofambira mutemberi vakati vanoda mirairo yake Ichatopera bhutsu nekutamba Kana kubuda pungwe ini ndoda Kana mambakwedza ini ndoda Zuva richingopisa ini ndoda Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) Neupenyu hwamotipa (ahh hoo ahh hoo) Tarirai muone kwamatisvitsa (ahh hoo ahh hoo) Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) Zvinotangira pamweya wandifema Mozondinyararidza pazvinorema Kundipukuta misodzi ndichichema Baba mutoro wacho unorema Asi Jehovha wekudenga anondinyaradza Mweya yese yetsvina ndinoiparadza Varikutoda zvekufambira mumweya Kana isusu tapinda machena Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) Neupenyu hwamotipa (ahh hoo ahh hoo) (ahh hoo ahh hoo) (ahh hoo ahh hoo) Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) Neupenyu hwamotipa (ahh hoo ahh hoo) (ahh hoo ahh hoo) (ahh hoo ahh hoo) Ndini ndiri kufamba navo saka regai ndiende Zvimangoma ndiri kudambura hobho saka ini regai nditende Aiwa tiri kufamba navo regai ndiende Zvimangoma ndiri kudambura hobho saka regai nditende Handichaite zviya zvavajaira Oskid tafamba mamaira Zvimangoma ndikarova vachadaira Zvimangoma hobho ndichivakandira Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) Neupenyu hwamotipa (ahh hoo ahh hoo) Tarirai muone kwamatisvitsa (ahh hoo ahh hoo) Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) (ahh hoo ahh hoo) (ahh hoo ahh hoo) Oh (ahh hoo ahh hoo)