[00:00.34] (Oskid Production) Killer T, Mukuru, mukuru, mukuru [00:04.62] Kubvira patakazvarwa hatina kumbobviratacheuka shure [00:08.37] Tarira takazokunda asi kwakabva kwaiva kure [00:12.91] Varoyi vakambouya asi makango vati siya mwana akure [00:16.85] Ndakanga ndichingomhanya nechipo chamakandipa, handicheuke shure [00:20.28] Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) [00:24.43] Neupenyu hwamotipa (ahh hoo ahh hoo) [00:28.29] Tarirai muone kwamatisvitsa (ahh hoo ahh hoo) [00:32.85] Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) [00:37.06] Zvinotangira pamweya wandofema [00:39.31] Mozondinyararidza pazvorema [00:41.48] Kundipukuta misodzi ndichichema [00:43.57] Baba mutoro wacho unorema [00:45.39] Asi Jehovha wekudenga anondinyaradza [00:47.81] Mweya yese yetsvina ndinoiparadza [00:49.50] Varikutoda zvekufambira mumweya [00:52.02] Kana isusu tapinda machena [00:53.89] Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) [00:58.06] Neupenyu hwamotipa (ahh hoo ahh hoo) [01:02.12] Tarirai muone pamatisvitsa(ahh hoo ahh hoo) [01:06.33] Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) [01:11.05] Takambobvunza vanofamba neBhaibheri vakati vanoda mirairo yake [01:15.40] Tikambobvunza vanofambira mutemberi vakati vanoda mirairo yake [01:19.11] Ichatopera bhutsu nekutamba [01:21.45] Kana kubuda pungwe ini ndoda [01:23.60] Kana mambakwedza ini ndoda [01:25.74] Zuva richingopisa ini ndoda [01:27.62] Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) [01:31.37] Neupenyu hwamotipa (ahh hoo ahh hoo) [01:35.91] Tarirai muone kwamatisvitsa (ahh hoo ahh hoo) [01:40.33] Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) [01:44.32] Zvinotangira pamweya wandifema [01:46.73] Mozondinyararidza pazvinorema [01:48.51] Kundipukuta misodzi ndichichema [01:50.74] Baba mutoro wacho unorema [01:52.88] Asi Jehovha wekudenga anondinyaradza [01:55.10] Mweya yese yetsvina ndinoiparadza [01:57.08] Varikutoda zvekufambira mumweya [01:59.08] Kana isusu tapinda machena [02:01.15] Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) [02:05.64] Neupenyu hwamotipa (ahh hoo ahh hoo) [02:11.00] (ahh hoo ahh hoo) [02:15.74] (ahh hoo ahh hoo) [02:18.01] Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) [02:22.19] Neupenyu hwamotipa (ahh hoo ahh hoo) [02:27.96] (ahh hoo ahh hoo) [02:31.52] (ahh hoo ahh hoo) [02:35.92] Ndini ndiri kufamba navo saka regai ndiende [02:40.04] Zvimangoma ndiri kudambura hobho saka ini regai nditende [02:44.38] Aiwa tiri kufamba navo regai ndiende [02:48.74] Zvimangoma ndiri kudambura hobho saka regai nditende [02:53.08] Handichaite zviya zvavajaira [02:54.74] Oskid tafamba mamaira [02:56.94] Zvimangoma ndikarova vachadaira [02:59.09] Zvimangoma hobho ndichivakandira [03:01.13] [03:25.79] Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) [03:29.55] Neupenyu hwamotipa (ahh hoo ahh hoo) [03:33.84] Tarirai muone kwamatisvitsa (ahh hoo ahh hoo) [03:38.01] Tinoda kupemberera (ahh hoo ahh hoo) [03:44.13] (ahh hoo ahh hoo) [03:48.46] (ahh hoo ahh hoo) [03:51.65] Oh [03:52.55] (ahh hoo ahh hoo) [03:55.20]