[00:01.53] Ayanaya for [00:03.96] Killer T [00:06.26] Em,popopo [00:08.99] Nyatsomhanya iwe usambobatika [00:11.52] Nyatsofamba iwe tinosvika [00:13.58] Nyatsoshanda iwe wotozvisimbisa [00:15.68] Nyatsofaya iwe tinosvika [00:18.46] Iwo munamato mukurukuru [00:20.63] Ndiwo wakaitwa namai vake [00:22.63] Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone" [00:27.14] Iwo munamato mukurukuru [00:28.97] Ndiwo wakaitwa namai vake [00:31.35] Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone" [00:35.99] Vakanditi kura uzvionere [00:38.08] Asi ndapota undigonere [00:40.13] Zvikanetsa siya uzvionere [00:42.46] Nekuti wenyama haungamugonere [00:44.80] Vavengi varipo uvagonere [00:47.27] Tsamba yekudenga uvanyorere [00:49.18] Vakataura siya zvipundure [00:51.41] Ndapota mwanangu usandigumbure [00:53.97] Iwo munamato mukurukuru [00:56.00] Ndiwo wakaitwa namai vake [00:58.25] Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone" [01:02.44] Iwo munamato mukurukuru [01:04.85] Ndiwo wakaitwa namai vake [01:06.87] Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone" [01:11.37] Usacheme zvako,uchachengetwa [01:13.64] Minamato yekudenga yese inosvika [01:15.78] Vakakwira iwe wotozvidzikisa [01:17.77] Kuti vekwako vachakusimbisa [01:20.38] Nyatso faya,nyangwe wega usamire [01:22.23] Mukufamba musandityire [01:24.63] Nyangwe zvikanetsa sei handimire [01:27.08] Jehovah wekudenga musandisiye [01:29.66] Iwo munamato mukurukuru [01:31.42] Ndiwo wakaitwa namai vake [01:33.77] Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone" [01:38.42] Iwo munamato mukurukuru [01:40.56] Ndiwo wakaitwa namai vake [01:42.50] Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone" [01:47.17] Vakanditi kura uzvionere [01:49.33] Asi ndapotawo undigonere [01:51.46] Zvikanetsa siya uzvionere [01:53.66] Nekuti wenyama haungamugonere [01:55.91] Vavengi varipo uvagonere [01:58.29] Tsamba yekudenga uvanyorere [02:00.03] Vakataura siya zvipundure [02:02.32] Ndapota mwana wangu usandigumbure [02:05.07] Iwo munamato mukurukuru [02:07.12] Ndiwo wakaitwa namai vake [02:09.33] Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone" [02:13.84] Iwo munamato mukurukuru [02:16.23] Ndiwo wakaitwa namai vake [02:18.39] Vakati, "Mwanangu wee, iwe zvandakuzvara kura uone" [02:22.40]